Varoma 16:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kwazisai Adhironikasi naJuniasi, hama dzangu vakanga vari mutorongo pamwe chete neni. Vakakurumbira pakati pavapostori, uye vakanditangirawo kuva muna Kristu.

Varoma 16

Varoma 16:1-9