Varoma 16:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino kuna iye anogona kukusimbisai nevhangeri rangu, uye nokuparidzwa kwaJesu Kristu, maererano nokuzarurwa kwechakanga chakavanzika kwamakore namakore akapfuura,

Varoma 16

Varoma 16:18-27