Varoma 16:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Gayosi, uyo akandigamuchira ini nekereke yose iri kuno, anokukwazisai.Erasitosi mubati wehomwe yemari yeguta nehama yedu Kwatosi vanokukwazisai.

Varoma 16

Varoma 16:17-27