Varoma 16:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndinokukumbirai zvikuru, hama dzangu, kuti muchenjerere vaya vanopesanisa uye vanoisa zvigumbuso pamberi penyu vanopikisana nedzidziso yamakadzidza imi. Muve kure navo.

Varoma 16

Varoma 16:13-21