Varoma 16:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kwazisai Tirifena naTirifosa, vakadzi vanobata nesimba muna She.Kwazisai mudikani wangu wapamwoyo Perisisi, mumwe mukadzi anobata nesimba muna She.

Varoma 16

Varoma 16:10-19