Varoma 15:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ndine urongwa hwokuita izvi pandichaenda kuSipeini. Ndinovimba kuti ndichakushanyirai pandichapfuura noko uye kuti muzondibatsira parwendo rwangu ikoko, mushure mokunge ndambofadzwa nokuva nemi kwechinguva.

Varoma 15

Varoma 15:20-28