Varoma 15:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ini pachangu ndinoziva kwazvo, hama dzangu, kuti imi pachenyu muzere nokunaka, makakwana muruzivo uye munogona kudzidzisana.

Varoma 15

Varoma 15:8-19