Varoma 14:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi munhu anonyunyuta ava nemhosva kana akadya nokuti kudya kwake hakusi kwokutenda; uye zvinhu zvose zvisingabvi pakutenda chivi.

Varoma 14

Varoma 14:21-23