Varoma 14:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana hama yako ichikanganiswa nokuda kwezvaunodya, iwe hauchafambi murudo. Usaparadza hama yako, iyo yakafirwa naKristu, nokuda kwezvokudya.

Varoma 14

Varoma 14:10-22