Varoma 13:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye itai izvi, muchinzwisisa nguva ino. Nguva yasvika zvino yokuti mupepuke kubva kuhope, nokuti ruponeso rwedu rwava pedyo zvino kupfuura zuva ratakatanga kutenda.

Varoma 13

Varoma 13:9-14