Varoma 12:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Musatsiva, vadikani vangu, asi siyirai kutsamwa kwaMwari mukana, nokuti kwanyorwa kuchinzi, “Kutsiva ndokwangu; ini ndicharipira,” ndizvo zvinotaura Ishe.

Varoma 12

Varoma 12:18-21