Varoma 12:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo, ndinokumbira zvikuru kwamuri, hama dzangu, netsitsi dzaMwari, kuti mupe miviri yenyu sechibayiro chipenyu, chitsvene uye chinofadza Mwari, uku ndiko kunamata kwenyu kwomweya.

Varoma 12

Varoma 12:1-3