Varoma 11:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hama dzangu, handidi kuti musaziva, chakavanzika ichi, kuti murege kuva namanyawi: vaIsraeri vakaomeswa mwoyo kusvikira vaHedheni vakakwana vapinda.

Varoma 11

Varoma 11:22-27