Varoma 10:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kuti kana ukapupura nomuromo wako kuti, “Jesu ndiye Ishe” uye ukatenda mumwoyo mako kuti Mwari akamumutsa kubva kuvakafa, uchaponeswa.

Varoma 10

Varoma 10:1-12