Varoma 10:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kururama kunobva pakutenda kunoreva kudai, “Usati mumwoyo mako, ‘Ndianiko achakwira kudenga?’ ” (ndiko kuburutsa Kristu)

Varoma 10

Varoma 10:1-7