Varoma 10:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino, vachagodana seiko kuna iye wavasina kutenda kwaari? Uye vangatenda sei kuna iye wavasina kumbonzwa? Vanganzwa seiko kana kusina anovaparidzira?

Varoma 10

Varoma 10:4-21