Varoma 1:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwari, wandinoshumira nomwoyo wangu wose mukuparidza vhangeri roMwanakomana wake, ndiye chapupu changu kuti ndinoramba sei ndichikurangarirai

Varoma 1

Varoma 1:7-16