Varoma 1:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange zvavo vachiziva mutemo wakarurama waMwari kuti avo vanoita zvakadai vakafanirwa norufu, havarambi vachiita zvinhu izvi bedzi, asi kuti vanotenderanawo navanozviita.

Varoma 1

Varoma 1:28-32