Varoma 1:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakazadzwa nokusarurama kworudzi rwose, kuipa, makaro nokurasika. Vakazara negodo, umhondi, nokukakavara, unyengeri nokuvenga. Vane makuhwa,

Varoma 1

Varoma 1:23-32