Varoma 1:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti kunyange zvavo vaiziva Mwari, havana kumukudza saMwari kana kumuvonga, asi kufunga kwavo kwakava kusina maturo uye mwoyo yavo isina zivo yakasvibiswa.

Varoma 1

Varoma 1:16-23