Varoma 1:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti muvhangeri, kururama kwaMwari kunoratidzwa kuchibva pakutenda kuchienda kukutenda, sezvazvakanyorwa zvichinzi: “Akarurama achararama nokutenda.”

Varoma 1

Varoma 1:14-20