Varoma 1:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Handidi kuti musaziva, hama, kuti ndakaronga kazhinji kuti ndiuye kwamuri (asi ndakatadziswa kuita saizvozvo kusvikira zvino) kuti ndive nezvibereko pakati penyu, sezvandakaita pakati pavamwe vaHedheni.

Varoma 1

Varoma 1:5-15