Vakorose 4:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ini, Pauro ndanyora kwaziso iyi noruoko rwangu pachangu. Rangarirai ngetani dzangu. Nyasha ngadzive nemi.

Vakorose 4

Vakorose 4:12-18