Vakorose 4:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Musungwa pamwe chete neni Aristakusi anokukwazisai, naMako, hama yaBhanabhasi anokukwazisaiwo. (Makarayirwa zvokuita naye; kana asvika kwamuri, mumugamuchire.)

Vakorose 4

Vakorose 4:3-18