Vakorose 3:24-25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

24. sezvo muchiziva kuti muchagamuchira nhaka kubva kuna She somubayiro. NdiIshe Kristu wamunoshumira.

25. Ani naani anoita zvakaipa achatsiviwa nokuda kwezvakaipa zvake, uye hapana kutsaura vanhu.

Vakorose 3