Vakorose 3:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Apa hapachina muGiriki kana muJudha, kudzingiswa kana kusadzingisa, mutorwa kana muSitia, nhapwa kana akasununguka, asi Kristu ndiye zvose, uye ari mune zvose.

Vakorose 3

Vakorose 3:6-19