Vakorose 3:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Sezvo, zvino, makamutswa pamwe chete naKristu, isai mwoyo yenyu pazvinhu zviri kumusoro, uko kugere Kristu kuruoko rworudyi rwaMwari.

2. Isai pfungwa dzenyu pazvinhu zviri kumusoro, kwete pazvinhu zvenyika.

3. Nokuti makafa, uye upenyu hwenyu hwakavigwa zvino naKristu muna Mwari.

Vakorose 3