Vakorose 2:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Musarega munhu upi zvake anofarira kuzvininipisa kwenhema uye kunamata vatumwa achikutorerai mubayiro wenyu. Munhu akadaro anorondedzera zvikuru pamusoro pezvaakaona, uye nokufunga kwake kwenyama anozvikudza pasina.

Vakorose 2

Vakorose 2:16-23