Vakorose 2:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pamakanga makafa muzvivi zvenyu uye nokusadzingiswa kwomunhu wenyu wekare, Mwari akakuitai vapenyu muna Kristu. Akatikanganwira zvivi zvedu zvose,

Vakorose 2

Vakorose 2:9-23