Vakorose 1:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuda kwaizvozvi, kubvira pazuva ratakanzwa nezvenyu, hatina kurega kukunyengetererai uye tichikumbira Mwari kuti akuzadzei nokuziva kuda kwake kubudikidza nouchenjeri hwose hwomweya uye nokunzwisisa.

Vakorose 1

Vakorose 1:1-19