Vakorose 1:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

rakasvika kwamuri. Munyika yose vhangeri iri riri kubereka zvibereko uye richikura sezvarakanga richiita pakati penyu kubvira pazuva ramakarinzwa uye mukanzwisisa nyasha dzaMwari muzvokwadi yose.

Vakorose 1

Vakorose 1:3-8