Vakorose 1:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti zvinhu zvose zvakasikwa naye: zviri kudenga nezviri panyika, zvinoonekwa nezvisingaonekwi, zvigaro zvoushe kana masimba kana vatongi kana vane simba; zvinhu zvose zvakasikwa naye uye zvakasikirwa iye.

Vakorose 1

Vakorose 1:14-21