Vahebheru 9:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Kristu angadai akazotambudzika kakawanda kubva pakuvambwa kwenyika. Asi zvino akaonekwa kamwe chete pamagumo enguva kuti aparadze chivi nokuzviita chibayiro iye pachake.

Vahebheru 9

Vahebheru 9:16-28