Vahebheru 9:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti Kristu haana kupinda panzvimbo tsvene yakagadzirwa nomunhu yakanga ichingova mufananidzo waiyo yechokwadi chaiyo; akapinda kudenga chaiko, zvino achitiendera pamberi paMwari.

Vahebheru 9

Vahebheru 9:21-28