Vahebheru 9:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvirokwazvo, tingati murayiro unoda kuti zvinhu zvinenge zvose zvinatswe neropa, uye pasina kuteurwa kweropa hapana kuregererwa.

Vahebheru 9

Vahebheru 9:17-28