Vahebheru 9:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kristu paakauya somuprista mukuru wezvinhu zvakanaka zvatova pano kare, akapinda nomutabhenakeri yakapfuura pakukura uye napakukwana isina kugadzirwa nomunhu, zvichireva kuti yakanga isiri chikamu chokusikwa kuno.

Vahebheru 9

Vahebheru 9:6-17