Vahebheru 8:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vaishumira panzvimbo tsvene inova mufananidzo nomumvuri wezviri kudenga. Nokuda kweizvi Mozisi akayambirwa paakanga ava kuvaka tabhenakeri: “Uve nechokwadi kuti waita zvose maererano nomufananidzo wawakaratidzwa mugomo.”

Vahebheru 8

Vahebheru 8:1-10