Vahebheru 8:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hakuna munhu achazodzidzisa muvakidzani wake,kana munhu kudzidzisa hama yake, achiti, ‘Ziva Ishe,’nokuti vose vachandiziva,kubva kumuduku kusvikira kumukuru pakati pavo.

Vahebheru 8

Vahebheru 8:5-13