Vahebheru 7:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti murayiro unogadza vanhu vano utera savaprista vakuru; asi mhiko yakauya shure kwomurayiro, yakagadza mwanakomana, uyo akakwaniswa nokusingaperi.

Vahebheru 7

Vahebheru 7:19-28