Vahebheru 7:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo anogona kuponesa zvizere vaya vanouya kuna Mwari kubudikidza naye, nokuti anorarama nokusingaperi achivanyengeterera.

Vahebheru 7

Vahebheru 7:16-28