Vahebheru 7:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana kukwaniswa kwaigona kuvapo nenzira youprista hwaRevhi (nokuti vanhu vakapiwa murayiro nokuda kwahwo), ko, mumwe muprista aifanira kuzomuka sei, iye worudzi rwaMerikizedheki, asiri worudzi rwaAroni?

Vahebheru 7

Vahebheru 7:4-18