Vahebheru 6:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwari paakaita vimbiso yake kuna Abhurahama, sezvo kwakanga kusina mumwe mukuru kwaari wokuti angapika naye, akapika naiye amene,

Vahebheru 6

Vahebheru 6:7-15