Vahebheru 5:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti, kunyange maifanira kuva vadzidzisi pari zvino munotoda mumwe munhu kuti akudzidzisei zvakare zvokwadi yezvokuvamba zveshoko raMwari. Muchiri kuda mukaka, kwete zvokudya zvikukutu.

Vahebheru 5

Vahebheru 5:3-14