Vahebheru 4:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hakuna chisikwa chakavanzika pamberi paMwari. Zvinhu zvose zviri pachena uye zvakafukurwa pameso aiye watinofanira kuzvidavirira kwaari.

Vahebheru 4

Vahebheru 4:6-15