Vahebheru 2:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ko, isu tichapunyuka sei kana tisina hanya noruponeso rwakakura zvakadai? Ruponeso urwu rwakatanga kuziviswa naIshe, rwakasimbiswa kwatiri naavo vakamunzwa.

Vahebheru 2

Vahebheru 2:1-10