Vahebheru 13:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Musatorwa nedzidziso dzimwe dzose dzose dzisingazivikanwi. Zvakanaka kuti mwoyo yedu isimbiswe nenyasha, kwete nezvokudya zvemitambo, zvisina kubatsira vaya vakazvidya.

Vahebheru 13

Vahebheru 13:1-14