Vahebheru 13:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rangarirai vaya vari mutorongo somunenge makasungwa pamwe chete navo, uye navaya vanoitirwa zvakaipa sokunge imi pachenyu ndimi muri kutambudzwa.

Vahebheru 13

Vahebheru 13:1-6