Vahebheru 13:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ngaakukwanisei nezvinhu zvose zvakanaka kuti muite kuda kwake, uye ngaaite mukati medu zvinhu zvinomufadza, nokuna Kristu Jesu, ngaave nokubwinya nokusingaperi-peri. Ameni.

Vahebheru 13

Vahebheru 13:20-25