Vahebheru 12:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

nokuti vakanga vasingagoni kutakura zvakanga zvarayirwa sokuti: “Kunyange kana mhuka ipi zvayo ikabata gomo, inofanira kutakwa namabwe.”

Vahebheru 12

Vahebheru 12:18-26