Vahebheru 12:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tichitarira kuna Jesu muvambi nomukwanisi wokutenda kwedu; iye akatsunga pamuchinjikwa nokuda kwomufaro wakaiswa pamberi pake, akashora kunyadziswa kwawo, uye akandogara kurudyi rwechigaro choushe chaMwari.

Vahebheru 12

Vahebheru 12:1-11